Shoko reBhabheri
1. Shoko reBhabheri rinotaura nezvoupenyu husingaperi. Upenyu husingaperi hunoreva zvizhinji kupfuura hwemangwana. Upenyu uhwu husingaperi hunowanikwa neavo vanotenda muna Jesu Kristu. Hune chivimbisowo chokuramba huripo kana upenyu hwepanyika hwapfuura.
2. Mwari akazvizivisa kuvanhu nemuna Jesu Kristu.Nhoroondo yeBhabheri, zviprofita, uye nezvib****o zvakatsaukana zvanyorwa muBhabheri Kristu asati azvarwa panyika zvaitarisira kuuya kwake. Munhu hweMwanakomana waMwari, Muponesi wevanhu vose, kudzidzisa kwezvechitendero kwakasvika pamusoro. Mwari akazviratidza zvizere nemuna Jesu Kristu.Jesu akati, "...Wandiona ini, waona Baba; zvino unoreva seiko, uchiti: Tiratidzei Baba? Hautendi Mashoko andinoreva kwauri, handirevi pachangu; asi Baba vanogara mandiri, ndivo vanoita mabasa avo" (Johane 14:9,10)
Sunday, December 27, 2009
Nechikonzero cheyi Mwari akatipa Bhabheri?

1. Mwari akapa Bhaibheri kuitira kuti vanhu vasina kuponeswa vazive nzira yoruponeso uye vagoponeswa. Pauro zvaakanyora kuna Timotio, akataura maererano neMagwaro Matsvene uye akati, "...anogona kukupa uchenjeri hunoisa kukuponesa nokutenda kuri munaKristu Jesu" (2 Timotio 3:15). Mutsamba yake kuvaRoma Pauro akanyora achiti, "Naizvozvo kutenda kunouya nokunzwa, nokunzwa kunouya neshoko raKristu" (VaRoma 10:17) Jesu ndiye anoponesa. Bhaibheri rinodzidzisa nezvaJesu uye nokuti tingaponeswa sei kuburikidza nokutenda maari.
2. Mwari akapa Bhaibheri kuitira kuti vakaponeswa vazive nzira yavanofanira kurarama nayo semaKristu. "Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama, kuti munhu waMwari akawana agadzirirwe kwazvo mabasa ose akanaka" (2 Timotio 3:16,17). "Pazvirevo zvenyu ndinowana njere; saka ndinovenga nzira dzose dzenhema" (Mapisarema 119:104).Bhabheri rinosangana nechido chimwe nechimwe chokutungamirirwa kwemweya. Bhabheri haringotiratidze nzira yeruponeso, asi rinotidzidzisa nzira yatinofanira kurarama nayo semaKristu.

Bhabheri nderechokwadi nokuti rakazviratidza pacharo kuti nderechokwadi.
Bhabheri nderechokwadi nokuti rakazviratidza pacharo kuti nderechokwadi.hwedu.
A. Chokutanga, Bhabheri rakazviratidza pacharo kuti nderechokwadi nokutaura nemazvo zvaizoitika munguva yaizotevera. MuBhaibheri rose tinowana zviprofita. Zvatinodzidza nhoroondo yaBhabheri, tinoona kuti zvinhu zvakataurwa muBhabheri kuti zvichaitika zvakaitika sokuprofitwa kwazvakaitwa neBhaibheri. Nhoroondo yakaratidza kuti Bhaibheri rinotaura chokwadi.
B.Chchipiri, Bhabheri rinozviratidza kuti nderechokwadi kana tichiedza kutsvaka kuve nechokwadi kwaro. Upenyu hwedu hwakanyangadzwa nechivi. Kana tichiverenga, tichitenda uye nokuteerera dzidziso dzeShoko raMwari, tinove nerugare mumwoyo yedu. Saka tinoziva kuti Bhaibheri nderechokwadi nokuti rakazviratidza pacharo kuti nderechokeadi muupenyu hwedu.

Ko Tingaziva sei kuti Bhaibheri nderechokwadi?
Ko tingaziva sei kuti Bhaibheri nderechokwadi?
1. Bhabheri nderechokwadi nokuda kwokubatana kwaro.
Mabhuku makumi matanhatu ane nhanhatu ebhabheri akanyorwa makore anopfuura chiuru nemzana mashanu akapfuura. Bhaibheri rakanyorwa nevarume vakatsaukana nangasvike makumi mana. Asi, kana mabhuku ane makumi matanhatu ne nhanhatu abatanidzwa pamwe chete anotaura rungano rumwe chete rwaMwari, rudo rwake, uye nenzira yake yoruponeso nemuna Jesu Kristu. Sezvo Bhaibheri rakanyorwa kwenguva yakareba zvakadai nevarume vazhinji vakatsaukana, tinoziva kuti ndiMwari akaudza murume mumwe nomumwe zvinhu zvaaifanira kunyora. Kunyange zvazvo Bhaibheri rine mabhuku mazhinji akatsaukana, IBHUKU RIMWE CHETE. Rine munyori MUMWE CHETE WECHOKWADI,Mwari pachake. Izvi ndizvo zvatinoreva kana tichiti kubatana kwebhabheri.Sezvo Bhabheri rine kubatana uku tinotenda kuti nderechokwadi.
2. BHABHERI NDERECHOKWADI NOKUTI TINTENDA MUNA MWARI.
Dai pakanga pasina Mwari mupenyu, kana kuti dai Mwari asina kuva nehanya nevanhu, kungadai kusina Bhaibheri. Mwari akapa Bhaibheri nokuti ane hanya nevanhu.

Saturday, December 19, 2009
Ko Iro Bhaibheri Chii?
1. Bhaibheri, kana kuti Mangwro Ishoko raMwari Rakafemerwa. Pauro akati, "Rungwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari..."(2 Timotio 3 : 16). Saka tinoona kuti Bhaibheri iShoko raMwari rakanyorwa.2. Kuburikidza nevarume vaitungamirirwa neMweya Mutsvene, Mwari akazviratidza iye pamwe nechido chake kuvanhu. Zvikamu zvose zveBhaibheri zvakafemerwa naMwari. Zvisinei, zvimwe zvikamu zveShoko raMwari zvinonyatsonzwisisika kupfuura zvimwe zvacho.3.Bhaibheri rine mabhuku makumi matanhatu ane nhanhatu. Rakatsaurirwa muzvikamu zviviri.Chikamu chokutanga chine mabhuku makumi matatu ane mapfumbamwe (39) emuBhaibheri. Chinodaidzwa kuti Teatemente Yekare.Chakanyorwa Jesu asati azvarwa panyika. Chikamu chechipiri ndechemabhuku makumi maviri ane manomwe (27) okupedzisira. Chinodaidzwa kunzi Testamente Itsva. Chakanyorwa shure kwebasa rakaitwa naJesu achiri pano panyika

Rescue
Rescue
The apostle Paul wrote to some followers of Jesus: God was merciful! We were dead because of our sins, but God loved us so much that he made us alive with Christ, and God's wonderful kindness is what saves you.
Ephesians 2:4-5

Subscribe to:
Comments (Atom)